Isaiah 45:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iʋo ʋose ʋacanyadziswa ʋaʋe nenyadzi; ʋaiti ʋeɀifananidzo ʋacanyadziswa pamŋe cete.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vose vanoita zvifananidzo vachava nenyadzi uye vachanyadziswa, vachasvika pakunyadziswa pamwe chete.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vose zvavo vanenge vanyadziswa, vatsveruka, vagadziri vezvifananidzo zvokunamata vachadumbirwa pamwechete.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ivo vose vachanyadziswa vave nenyadzi; vaiti vezvifananidzo vachanyadziswa pamwechete.
Shona 2009?
Ivo vose vachanyadziswa vave nenyadzi; vaiti vezvifananidzo vachanyadziswa pamwechete.
Shona SUB 2002 Bible
Ivo vose vachanyadziswa vave nenyadzi; vaiti vezvifananidzo vachanyadziswa pamwechete.