Isaiah 45:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Handina‐kutaura pakaʋanda, panɀimbo yenyika yerima; handina‐kuti kurudzi rwaJakobo: Nditȿakei pasina; ini Jehova, ndinotaura ɀakarurama, ndinoparidza ɀaɀokwaɗi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Handina kutaura ndiri pakavanda, ndichibva kumwe kunyika yerima; handina kuti kuvana vaJakobho, ‘Nditsvakei pasina.’ Ini, Jehovha ndinotaura chokwadi; ndinoparidza zvakarurama.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Handina kutaura muchivande mukati menyika yerima. Handina kumboti kuzvizvarwa zvokwaJakobho, ‘Nditsvakei pasina.’ Zvandinoreva ini Tenzi, zvakarurama ndinotaura zvinhu zviri pachokwadi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Handina kutaura pakavanda, panzvimbo yenyika yerima; handina kuti kurudzi rwaJakobho, ‘Nditsvakei pasina,’ ini Jehovha, ndinotaura zvakarurama, ndinoparidza zvechokwadi.
Shona 2009?
Handina kutaura pakavanda, panzvimbo yenyika yerima; handina kuti kurudzi rwaJakobho, `Nditsvakei pasina,' ini Jehovha, ndinotaura zvakarurama, ndinoparidza zvechokwadi.
Shona SUB 2002 Bible
Handina kutaura pakavanda, panzvimbo yenyika yerima; handina kuti kurudzi rwaJakobho, ‘Nditsvakei pasina,’ ini Jehovha, ndinotaura zvakarurama, ndinoparidza zvechokwadi.