Isaiah 45:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ini ndicaenda pamberi pako, ndicienzanisa pasina‐kuenzana; ndicaputsaputsa mikoʋa yendarira, nokuguragura mipfigo yendarama;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichaenda mberi kwako uye ndichaenzanisa makomo; ndichaputsa masuo endarira uye ndichacheka ndigopinda napamazariro esimbi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ndichafanoenda mberi kwako ndichifanoita kuti nzvimbo dzakatunhumara dziti chechetere, ndichipaza kuti mwarara makonhi endarira ndichidimura zvihuri zvesimbi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ini ndichaenda pamberi pako, ndichienzanisa pasina kuenzana; ndichaputsa-putsa misuo yendarira, nokugura-gura mipfigo yendarama;
Shona 2009?
"Ini ndichaenda pamberi pako, ndichienzanisa pasina kuenzana; ndichaputsa-putsa misuo yendarira, nokugura-gura mipfigo yendarama;
Shona SUB 2002 Bible
“Ini ndichaenda pamberi pako, ndichienzanisa pasina kuenzana; ndichaputsa–putsa misuwo yendarira, nokugura–gura mipfigo yendarama;