Isaiah 45:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarirai kwandiri muponeswe, imi matiʋi ose enyika; nokuti ndini Mŋari, hakunomumŋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Dzokerai kwandiri mugoponeswa, imi mose migumo yenyika; nokuti ndini Mwari, uye hakuna mumwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Tendeukirai kwandiri muponeswe imi vekwose kwakaperera nyika ndinodaro nokuti ini ndini Mwari hakuna mumwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tarirai kwandiri muponeswe, imi mativi ose enyika; nokuti ndini Mwari, hakuna mumwe.
Shona 2009?
Tarirai kwandiri muponeswe imwi mativi ose enyika nokuti ndini Mwari hakuna mumwe.
Shona SUB 2002 Bible
Tarirai kwandiri muponeswe, imi mativi ose enyika; nokuti ndini Mwari, hakuna mumwe.