Isaiah 45:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀanzi pamsoro paŋgu: Kururama nesimba ɀiri munaJehova ɓedzi; ʋanhu ʋacaʋuya kwaari, ʋose ʋakaŋga ʋamutsamŋira ʋacanyadziswa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vachati pamusoro pangu, ‘Muna Jehovha chete ndimo muno kururama nesimba.’ ” Vose vakamutsamwira vachauya kwaari uye vachanyadziswa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Zvichataurwa nezvangu zvichinzi, ‘Muna Tenzi chete ndimo mune ururami nesimba. Vose zvavo vaiva nedaka naye vachauya kwaari vachinyara.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvanzi pamusoro pangu, ‘Kururama nesimba zviri muna Jehovha bedzi; vanhu vachauya kwaari, vose vakanga vamutsamwira vachanyadziswa.
Shona 2009?
Zvanzi pamusoro pangu, `Kururama nesimba zviri muna Jehovha bedzi; vanhu vachauya kwaari, vose vakanga vamutsamwira vachanyadziswa.
Shona SUB 2002 Bible
Zvanzi pamusoro pangu, ‘Kururama nesimba zviri muna Jehovha bedzi; vanhu vachauya kwaari, vose vakanga vamutsamwira vachanyadziswa.