Isaiah 45:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kuti ʋaziʋe kubva kumaɓuɗazuʋa nokumaʋirazuʋa, kuti hakunomumŋe kunze kwaŋgu; ndini Jehova, hakunomumŋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kuti kubva kumabudazuva kusvikira kwarinovirira, vanhu vazive kuti hakuna mumwe kunze kwangu. Ndini Jehovha uye hakuna mumwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kuitira kuti kubvira kumabuda zuva kusvikira kumadokero vanhu vagoziva kuti hakuna mumwe kunze kwangu. Ndini Tenzi hakuna mumwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kuti vazive kubva kumabvazuva nokumavirazuva, kuti hakuna mumwe kunze kwangu; ndini Jehovha, hakuna mumwe.
Shona 2009?
kuti vazive kubva kumabvazuva nokumavirazuva, kuti hakuna mumwe kunze kwangu; ndini Jehovha, hakuna mumwe.
Shona SUB 2002 Bible
kuti vazive kubva kumabvazuva nokumavirazuva, kuti hakuna mumwe kunze kwangu; ndini Jehovha, hakuna mumwe.