Isaiah 45:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iwe ɗeŋga rose, ɗonhedza ɀicibva kumsoro, makore ŋgaaɗurure kururama; nyika ŋgaizaruke, kuti iɓuɗise ruponeso, iɓereke kururama pamŋe cete; ini Jehova ndakaɀisika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Imi matenga kumusoro, nayisai kururama; makore ngaakudonhedze pasi. Nyika ngaizaruke kwazvo, ruponeso ngarutubuke, kururama ngakukure pamwe chete narwo; ini Jehovha, ndini ndakazvisika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Imi matenga muchadenga'mu nayai, makuti anaise ururami nyika ngaizaruke ruponeso rumere pairi iite kuti ururami hutungirewo, Ini Tenzi ndini ndinozviita.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Iwe denga rose, donhedza zvichibva kumusoro, makore ngaadurure kururama; nyika ngaizaruke, kuti ibudise ruponeso, ibereke kururama pamwechete; ini Jehovha ndakazvisika.
Shona 2009?
"Iwe denga rose, donhedza zvichibva kumusoro, makore ngaadurure kururama, nyika ngaizaruke, kuti ibudise ruponeso, ibereke kururama pamwechete; ini Jehovha ndakazvisika.
Shona SUB 2002 Bible
“Iwe denga rose, donhedza zvichibva kumusoro, makore ngaadurure kururama; nyika ngaizaruke, kuti ibudise ruponeso, ibereke kururama pamwechete; ini Jehovha ndakazvisika.