Isaiah 46:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanokotama, ʋanowira pasi pamŋe cete, ʋakakoniwa kurwira mutoro, asi iʋo ʋamene ʋakatapxa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvinokotama uye zvinokotamira pasi pamwe chete; zvisingagoni kurwira mutoro, izvo pachazvo zvinoenda kuutapwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvose pamwechete zvakati undundu, zvachiti gojoto mutoro wazvinofanira kununura zvipfuwo hazvichaugona kuununura asi kutoti naizvowo zvotoenda kuutapwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanokotama, vanowira pasi pamwechete, vakakoniwa kurwira mutoro, asi ivo vamene vakatapwa.
Shona 2009?
Vanokotama, vanowira pasi pamwechete, vakakoniwa kununura mutoro, asi ivo vamene vakatapwa.
Shona SUB 2002 Bible
Vanokotama, vanowira pasi pamwechete, vakakoniwa kurwira mutoro, asi ivo vamene vakatapwa.