Isaiah 46:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mucandifananidza naniko, nokundienzanisa nani, nokunditi ndakaita sani, wandiŋgafanana naye?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Mungandienzanisa naaniko kana kunditi ndakaita saani? Mungandifananidza naaniko wandingaenzaniswa naye?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munondifananidza naani chaizvo wamunoti akaita seni, munondienzanisa naani wamungandifananidza naye?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Muchandifananidza naniko, nokundienzanisa nani, nokunditi ndakaita sani, wandingafanana naye?
Shona 2009?
Muchandifananidza, nokundienzanisa, nokunditi ndakaita sani, wandingafanana naye?
Shona SUB 2002 Bible
Muchandifananidza naniko, nokundienzanisa nani, nokunditi ndakaita sani, wandingafanana naye?