Isaiah 46:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iʋo ʋanoɗurura ndarama pahomboɗo, nokuyera sirveri neciyero, ʋanoripira mupfuri wendarama, iye ndokuita mŋari nayo; ɀino ʋofugama, nokunamata.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vamwe vanodurura goridhe kubva muhomwe dzavo, uye vanoyera sirivha pazviyero; vanotsvaka mupfuri kuti avaitire chimwari, vagopfugama kuti vachinamate.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanoodzvora ndarama muhomwe dzavo vachiera sirivha pazvikero, vanokumbira mupfuri wesimbi ovaumbira mwari ivo vototi pasi gwadagwa kuchipfugamira!
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ivo vanodurura ndarama pahombodo, nokuyera sirivha nechiyero, vanoripira mupfuri wendarama, iye ndokuita mwari nayo; zvino vopfugama, nokunamata.
Shona 2009?
Ivo vanodurura ndarama pahombodo, nokuyera sirivha nechiyero, vanoripira mupfuri wendarama, iye ndokuita mwari nayo; zvino vowira pasi, nokunamata.
Shona SUB 2002 Bible
Ivo vanodurura ndarama pahombodo, nokuyera sirivha nechiyero, vanoripira mupfuri wendarama, iye ndokuita mwari nayo; zvino vopfugama, nokunamata.