Isaiah 46:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Raŋgarirai cinhu ici, muʋe ʋarume, fuŋgai ɀe cinhu ici, imi ʋaɗariki.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Rangarirai chinhu ichi, muchiise mupfungwa dzenyu, muise pamwoyo yenyu, imi vapanduki.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Yeukai zvinhu izvozvi muchinyatsofungisisa murangarire izvozvi izvi mumwoyo menyu imi vakanganisi
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Rangarirai chinhu ichi, muve varume, fungaizve chinhu ichi, imi vadariki.
Shona 2009?
"Rangarirai chinhu ichi, muve varume, fungaizve chinhu ichi, imwi vadariki.
Shona SUB 2002 Bible
“Rangarirai chinhu ichi, muve varume, fungaizve chinhu ichi, imi vadariki.