Isaiah 46:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Raŋgarirai ɀinhu ɀapfuʋura ɀakare; nokuti ndini Mŋari, hakunomumŋe, ndini Mŋari, hakuna‐wakafanana neni;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rangarirai zvinhu zvakare, zviya zvekare kare; ndini Mwari, uye hakuna mumwe; ndini Mwari, hakuna akafanana neni.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
rangarirai zvinhu zvaiveko chigariro nokuti inini ndini Mwari hakuna mumwe. Ndini Mwari iyeni hakuna mumwe akaita seni,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Rangarirai zvinhu zvapfuura zvakare; nokuti ndini Mwari, hakuna mumwe, ndini Mwari, hakuna akafanana neni;
Shona 2009?
Rangarirai zvinhu zvapfuura zvakare; nokuti ndini Mwari, hakuna mumwe, ndini Mwari, hakuna akafanana neni;
Shona SUB 2002 Bible
Rangarirai zvinhu zvapfuura zvakare; nokuti ndini Mwari, hakuna mumwe, ndini Mwari, hakuna akafanana neni;