Isaiah 47:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Waneta nokuwanda kwamano ako; ɀino, ʋanoɗudzira ɀokuɗeŋga, naʋanocerekedza nyeredzi, naʋanofembera ɀomŋedzi mumŋe nomumŋe ŋgaʋasimuke, ʋakuponese paɀinhu ɀicakuwira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mazano ose awakagamuchira, akakunetesa chete! Vanhu vako vanocherechedza nyeredzi ngavauye mberi, avo vanotarira nyeredzi vachifembera mwedzi nomwedzi, ngavakuponese pane zviri kuuya pamusoro pako.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Waneteswa nawo mazano ako akawanda, ngaachimiraka akununure tione, ivo vanoisa matenga muzvikamu zvikamu vanoongorora nyenyedzi pakugara kwemwedzi vanoti pakugara kwemwedzi vofemberaka pamusoro pezvichazokuwira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Waneta nokuwanda kwamano ako; zvino, vanodudzira zvokudenga, navanocherekedza nyeredzi, navanofembera zvomedzi mumwe nomumwe ngavasimuke, vakuponese pazvinhu zvichakuwira.
Shona 2009?
Waneta nokuwanda kwamano ako; zvino, vanodudzira zvokudenga, navanocherekedza nyeredzi, navanofembera zvomwedzi mumwe nomumwe ngavasimuke, vakuponese pazvinhu zvichakuwira.
Shona SUB 2002 Bible
Waneta nokuwanda kwamano ako; zvino, vanodudzira zvokudenga, navanocherechedza nyenyedzi, navanofembera zvomedzi mumwe nomumwe ngavasimuke, vakuponese pazvinhu zvichakuwira.