Isaiah 47:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarira, ʋacaita samashaŋga, ʋacapiswa nomŋoto, haʋaŋgagoni kuɀirwira pasimba romuraɀo; hauŋgaʋi zimbe rokudziya, kana mŋoto uŋgagotwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvirokwazvo vakafanana namashanga; moto uchaapisa akapera. Haangatongogoni kuzvirwira, pasimba romurazvo womoto. Asi hapana mazimbe okuti munhu adziyirwe; hapana moto wokudziya ipapo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hezvo vava kunge zvidzitsi, moto wovaroromesa zvino. Havachakwanisi kuzvinunura kusimba rokupisa kwerimi racho. Haasi mavhunze okuti munhu adziye usiri moto wokugara padyo uchigota!
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tarira, vachaita samashanga, vachapiswa nomoto, havangagoni kuzvirwira pasimba romurazvo; haungavi zimbe rokudziya, kana moto ungagotwa.
Shona 2009?
Tarira, vachaita samashanga, vachapiswa nomoto, havangagoni kuzvirwira pasimba romurazvo; haungavi zimbe rokudziya, kana moto wokudziya.
Shona SUB 2002 Bible
Tarira, vachaita samashanga, vachapiswa nomoto, havangagoni kuzvirwira pasimba romurazvo; haungavi zimbe rokudziya, kana moto ungagotwa.