Isaiah 47:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiɀo ɀicaita ɀose ɀawakaɓatira; ʋakashambadzirana newe kubva paʋuɗuku bgako, ʋacadzuŋgaira mumŋe nomumŋe nenzira yake; pacashaikwa unokuponesa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Izvozvi ndizvo chete zvavangakuitira, ava vawakashanda navo, uye ukafamba navo kubva paudiki hwako. Mumwe nomumwe wavo anoenderera mberi nokukanganisa kwake; hapana kana mumwe angakuponesa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndizvozvo chete zvavanogona kukuitira kuna ivo vacho kwawaindobvunzira kubvira pauduku hwako, vachakudzvamuka voti uyu nokwake uyu nokwake, wokukununura panenge pasisina.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndizvo zvichaita zvose zvawakabatira; vakashambadzirana newe kubva pauduku hwako, vachadzungaira mumwe nomumwe nenzira yake; pachashaikwa anokuponesa.
Shona 2009?
Ndizvo zvichaita zvose zvawakabatira; vakashambadzirana newe kubva pauduku hwako, vachadzungaira mumwe nomumwe nenzira yake; pachashaikwa anokuponesa.
Shona SUB 2002 Bible
Ndizvo zvichaita zvose zvawakabatira; vakashambadzirana newe kubva pauduku hwako, vachadzungaira mumwe nomumwe nenzira yake; pachashaikwa anokuponesa.