Isaiah 47:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kusafuka kwako kucaʋa pacena, kunyadzwa kwako kucaʋonekwa; ndicaɀitsiʋa, ndisiŋgaraŋgariri munhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kushama kwako kuchava pachena, uye kunyadzwa kwako kuchaonekwa. Ndichatsiva; handizosiyi munhu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Muviri wako uchaiswa pachena, uonererwe navanhu. Ndichatsividza ndisina wandinosiya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kusafuka kwako kuchava pachena, kunyadzwa kwako kuchaonekwa; ndichazvitsiva, ndisingarangariri munhu.
Shona 2009?
Kusafuka kwako kuchava pachena, kunyadzwa kwako kuchaonekwa; ndichazvitsiva, ndisingarangariri munhu.
Shona SUB 2002 Bible
Kusafuka kwako kuchava pachena, kunyadzwa kwako kuchaonekwa; ndichazvitsiva, ndisingarangariri munhu.