Isaiah 47:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ukati: Ndicaʋa ʋahosi nokusiŋgaperi; naiɀoɀo hauna‐kufuŋga ɀinhu iɀi, hauna‐kuraŋgarira kuguma kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Wakati, ‘Ndicharamba ndiri mambokadzi nokusingaperi!’ Asi hauna kufunga zvinhu izvi, kana kucherechedza zvaizogona kuitika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
uchizviti, “Ndini ndichagara ndiri shasha narini wose.” Zvokuti mumwoyo mako umu zvinhu izvozvi izvi hauna kumbozvifunga kana kumborangarira zvako magumo wazvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ukati, “Ndichava vahosi nokusingaperi;” naizvozvo hauna kufunga zvinhu izvi, hauna kurangarira kuguma kwazvo.
Shona 2009?
Ukati, "Ndichava vahosi nokusingaperi;" naizvozvo hauna kuisa zvinhu izvi muhana yako, hauna kurangarira kuguma kwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Ukati, “Ndichava vahosi nokusingaperi;” naizvozvo hauna kufunga zvinhu izvi, hauna kurangarira kuguma kwazvo.