Isaiah 48:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarira, ndakakunatsa, asi handina‐kuɀiita senesirveri; ndakakuidza mucoto cokutambudzika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Tarira, ndakakunatsa, kunyange zvisina kuita sesirivha; ndakakuedza muchoto chokutambudzika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chinzwai, ndakakunatsai, asi kwete kuita sesirivha, ndakakuedzai muvira ramatambudziko.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tarira, ndakakunatsa, asi handina kuzviita sesirivha; ndakakuidza muchoto chokutambudzika.
Shona 2009?
Tarira, ndakakunatsa, asi handina kuzviita sesirivha; ndakakuidza mumvoto yokutambudzika.
Shona SUB 2002 Bible
Tarira, ndakakunatsa, asi handina kuzviita sesirivha; ndakakuidza muchoto chokutambudzika.