Isaiah 48:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuɗa kwaŋgu, nokuɗa kwaŋgu, ndicaɀiita; nokuti zita raŋgu riŋgamhurwa sei? Handiŋgapi mumŋe kukudzwa kwaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuda kwangu, nokuda kwangu, ndinoita izvi. Ko, ndingaregererei zita rangu richimhurwa? Handingapi kukudzwa kwangu kuno mumwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndiri kuzviitira ini pachangu, Wandiri kuitira wacho ndini. Chandingashorerwe zvangu zita rangu chii? Handingaregi mbiri yangu ichienda zvayo kuna vamwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Nokuda kwangu, nokuda kwangu, ndichazviita; nokuti zita rangu ringamhurwa sei? Handingapi mumwe kukudzwa kwangu.
Shona 2009?
"Nokuda kwangu, nokuda kwangu, ndichazviita; nokuti zita rangu ringamhurwa sei? Handingapi mumwe kukudzwa kwangu.
Shona SUB 2002 Bible
“Nokuda kwangu, nokuda kwangu, ndichazviita; nokuti zita rangu ringamhurwa sei? Handingapi mumwe kukudzwa kwangu.