Isaiah 48:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nditerere, iwe Jakobo, newe Israeri wandakaɗana: Ndini iye, ndini wokutaŋga, ndini wokupedzisira ʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Nditeerere, iwe Jakobho, Israeri, wandakadaidza; ndini iye: ndini wokutanga uye ndini wokupedzisira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Chimbondinzwa unzwe Jakobho, iwe Isiraeri wandakadaidza. Ndini Iye ari, ndini wokutanga ndini wokupedzesera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Nditeerere, iwe Jakobho, newe Isiraeri wandakadana ndini iye, ndini wokutanga, ndini wokupedzisirawo.
Shona 2009?
"Nditeerere, iwe Jakobho, newe Isiraeri wandakadana ndini iye, ndini wokutanga, ndini wokupedzisirawo.
Shona SUB 2002 Bible
“Nditeerere, iwe Jakobho, newe Isiraeri wandakadana ndini iye, ndini wokutanga, ndini wokupedzisirawo.