Isaiah 48:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀirokwaɀo, ruʋoko rwaŋgu rwakateya nheyo dzenyika, ruʋoko rwaŋgu rworudyi rwakatatamura ɗeŋga rose; kana ndiciɀiɗana, ɀinosimuka pamŋe cete.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ruoko rwangu ndirwo rwakateya nheyo dzenyika, uye ruoko rwangu rworudyi rwakatambanudza matenga; pandinozvidana, zvose zvinomira pamwe chete.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ini noruoko rwangu ndini ndakaita ugaro hwenyika ini norudyi rwangu ndikaawarira matenga. Pandinozvidaidza zvinobva zvati pamwechete zhandanu kumira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvirokwazvo, ruoko rwangu rwakateya nheyo dzenyika ruoko rwangu rworudyi rwakatatamura denga rose; kana ndichizvidana, zvinosimuka pamwechete.
Shona 2009?
Zvirokwazvo, ruoko rwangu rwakateya nheyo dzenyika ruoko rwangu rworudyi rwakatatamura denga rose; kana ndichizvidana, zvinosimuka pamwechete.
Shona SUB 2002 Bible
Zvirokwazvo, ruoko rwangu rwakateya nheyo dzenyika ruoko rwangu rworudyi rwakatatamura denga rose; kana ndichizvidana, zvinosimuka pamwechete.