Isaiah 48:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋuŋganai imi mose, munzwe; ndianiko pakati paʋo wakaparidza ɀinhu iɀi? Iye unoɗikanwa naJehova, ucaita kuɗa kwake pamsoro peBabironi, ruʋoko rwake rucaʋa pamsoro paʋaKardea.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Unganai pamwe chete, imi mose muteerere; Ndechipiko chimwe chezvifananidzo chakakuudzai kuti zvinhu izvi zvichaitika? Iye anodikanwa naJehovha achaita zvakarongwa naJehovha pamusoro peBhabhironi; ruoko rwake rucharwisa vaBhabhironi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kokorodzanai mose zvenyu munzwe, ndiani pakati pavo akaparidza zvinhu izvozvi? Tenzi anomuda achiita zvaanoda neBhabhironi, nesimba roruoko rwake acharwisa vaKaridhea.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Unganai imi mose, munzwe; ndianiko pakati pavo akaparidza zvinhu izvi? Iye anodikanwa naJehovha, achaita kuda kwake pamusoro peBhabhironi, ruoko rwake ruchava pamusoro pavaKaradhea.
Shona 2009?
"Unganai imwi mose, munzwe; ndianiko pakati pavo akaparidza zvinhu izvi? Iye anodikamwa naJehovha, achaita kuda kwake pamusoro peBhabhironi, ruoko rwake ruchava "pamusoro" pavaKaradhea.
Shona SUB 2002 Bible
“Unganai imi mose, munzwe; ndianiko pakati pavo akaparidza zvinhu izvi? Iye anodikanwa naJehovha, achaita kuda kwake pamusoro peBhabhironi, ruoko rwake ruchava pamusoro pavaKaradhia.