Isaiah 48:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ini, iyeni, ndini ndakataura iɀoɀo; ɀirokwaɀo, ndakamuɗana, ndakamuʋuyisa, ucafambiswa panzira yakanaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ini, iyeni ndataura; hongu, ndamudana. ndichauya naye, uye achabudirira pane zvaanotumwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ini iyeni ndini ndataura, ndini ndakamudaidza ndikauya naye uye achabudirira mune zvose zvaanoita.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ini, iyeni, ndini ndakataura izvozvo; zvirokwazvo, ndakamudana, ndakamuuyisa, achafambiswa panzira yakanaka.
Shona 2009?
"Ini, iyeni, ndini ndakataura izvozvo; zvirokwazvo, ndakamudana, ndakamuuyisa, achafambiswa panzira yakanaka.
Shona SUB 2002 Bible
“Ini, iyeni, ndini ndakataura izvozvo; zvirokwazvo, ndakamudana, ndakamuuyisa, achafambiswa panzira yakanaka.