Isaiah 48:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Sweɗerai kwandiri, munzwe cinhu ici; kubva pakutaŋga handina‐kutaura cinyararire; kubva paŋguʋa yokuʋamba kwaɀo, ndaiʋa’po; ɀino Ishe Jehova wakandituma, noMŋeya wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Swederai kwandiri muteerere izvi: “Kubvira pachiziviso chokutanga handina kumbotaura muchivande; panguva yazvinoitika, ndinenge ndiripo.” Uye zvino Ishe Jehovha andituma, noMweya wake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Swederai kwandiri munzwe izvi, kubvira pakutanga handina kumbotaura, muchivande, kubvira panguva yazvakaitika ini ndakanga ndiripo.” Iye zvino Tenzi Mwari andituma neMweya wake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Swederai kwandiri, munzwe chinhu ichi; kubva pakutanga handina kutaura chinyararire;” kubva panguva yokuvamba akandituma, noMweya wake.
Shona 2009?
"Swederai kwandiri, munzwe chinhu ichi; kubva pakutanga handina kutaura chinyararire;" kubva panguva yokuitika kwazvo,ndiripo: akandituma, noMweya wake.
Shona SUB 2002 Bible
“Swederai kwandiri, munzwe chinhu ichi; kubva pakutanga handina kutaura chinyararire;” kubva panguva yokuvamba akandituma, noMweya wake.