Isaiah 48:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀanzi naJehova, Mudzikinuri wako, Mutȿene waIsraeri: Ndini Jehova Mŋari wako, unokudzidzisa ɀinokuɓatsira, unokutuŋgamirira panzira yaunofanira kufamba nayo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvanzi naJehovha Mudzikinuri wako, Mutsvene waIsraeri, “Ndini Jehovha Mwari wako, anokudzidzisa zvinokubatsira, anokutungamirira munzira yaunofanira kufamba nayo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvanzi naTenzi, Mununuri wenyu, iye anoera weIsiraeri, “Ndini Tenzi, Mwari wenyu iye anokudzidzisai zvine chimuko, anokutungamirirai mugwara ramunofanira kufamba naro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvanzi naJehovha, Mudzikinuri wako, Mutsvene waIsiraeri, “Ndini Jehovha Mwari wako, anokudzidzisa zvinokubatsira, anokutungamirira panzira yaunofanira kufamba nayo.
Shona 2009?
Zvanzi naJehovha, Mudzikunuri wako, Mutsvene walsiraeri, "Ndini Jehovha Mwari wako, anokudzidzisa zvinokubatsira, anokutungamirira panzira yaunofanira kufamba nayo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvanzi naJehovha, Mudzikinuri wako, Mutsvene waIsiraeri, “Ndini Jehovha Mwari wako, anokudzidzisa zvinokubatsira, anokutungamirira panzira yaunofanira kufamba nayo.