Isaiah 48:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
(nokuti ʋanoɀiidza ʋeguta dɀene, ʋacisendama kunaMŋari waIsraeri; zita rake ndiJehova wehondo):
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
imi munozviti vagari vomuguta dzvene, muchivimba naMwari weIsraeri; Jehovha Wamasimba Ose ndiro zita rake:
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti munozviti vagari veguta rinoera uye kuti munovimba naMwari weIsiraeri ane zita rokuti Tenzi wehondo nehondo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
(Nokuti vanozvidza veguta dzvene, vachisendama kuna Mwari waIsiraeri; zita rake ndiJehovha wehondo).
Shona 2009?
(Nokuti vanozvidza veguta dzvene, vachisendama kuna Mwari waIsiraeri, zita rake ndiJehovha wehondo).
Shona SUB 2002 Bible
(Nokuti vanozvidza veguta dzvene, vachisendama kuna Mwari waIsiraeri; zita rake ndiJehovha wehondo).