Isaiah 48:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Haʋana‐kunzwa nyota ŋguʋa yaakaʋafambisa mumarenje; wakaʋayereresa mvura icibva paɗombo, wakatsemura ʋo ɗombo, mvura zhinji ikadzutuka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Havana kunzwa nyota paakavatungamirira mugwenga; akaita kuti mvura iyerere ichibva mudombo, achiitira ivo; akatsemura dombo mvura ikatubuka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Havana kumbonzwa nyota paakavatungamirira nomurenje, akavaitira kuti mvura iyerere ichibuda mudombo, akatsemura padombo mvura ikapfachuka kubuda.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Havana kunzwa nyota nguva yaakavafambisa mumarenje; akavayereresa mvura ichibva padombo, akatsemurawo dombo, mvura zhinji ikadzutuka.
Shona 2009?
Havana kunzwa nyota nguva yaakavafambisa mumarenje; akavayereresa mvura ichibva padombo, akatsemurawo dombo, mvura zhinji ikadzutuka.
Shona SUB 2002 Bible
Havana kunzwa nyota nguva yaakavafambisa mumarenje; akavayereresa mvura ichibva padombo, akatsemurawo dombo, mvura zhinji ikadzutuka.