Isaiah 48:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀanzi naJehova: Ʋakaipa haʋanorugare.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Vakaipa havana rugare,” ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvanzi naTenzi, “Vakaipa havana rugare.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvanzi naJehovha, “Vakaipa havana rugare.”
Shona 2009?
Zvanzi naJehovha, "Vakaipa havana rugare."
Shona SUB 2002 Bible
Zvanzi naJehovha, “Vakaipa havana rugare.”