Isaiah 48:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀandakaziʋa kuti mŋoyo wako mukukutu, nomutsipa wako runda rweɗare, nehuma yako ndarira;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti ndaiziva kuti mwoyo wako mukukutu; nokuti mutsipa wako runda rwesimbi, huma yako yakanga iri yendarira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pamusana pokuti ndaizviziva kuti iwe uri tsvuuramuromo wakaomarara sesimbi uye kuti sendarira hautepuki,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvandakaziva kuti mwoyo wako mukukutu, nomutsipa wako runda rwedare, nehuma yako ndarira;
Shona 2009?
Nokuti ndaiziva kuti moyo wako mukukutu, nomutsipa wako runda rwedare, nehuma yako ndarira;
Shona SUB 2002 Bible
Zvandakaziva kuti mwoyo wako mukukutu, nomutsipa wako runda rwedare, nehuma yako ndarira;