Isaiah 48:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakaɀinzwa; tarira iɀi ɀose; ɀino imi hamuŋgaɀiparidzi here? Ndakakuziʋisa ɀinhu ɀitȿa kubva paŋguʋa ino, ɀinhu ɀakaʋanzwa, ɀawakaŋga usiŋgaziʋi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Wakazvinzwa zvinhu izvi; zvitarire zvose. Haungazvibvumi here? “Kubva zvino ndichakuzivisa zvinhu zvitsva, zvakavanzika zvausingazivi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Makazvinzwa zvino mazvionaka zvose izvi saka imi hamusi kubvuma here? Kubvira iye zvino ndavakukutaurirai zvinhu zvitsva zvinhu zvakavanzika zvamusati mamboziva.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Wakazvinzwa; tarira izvi zvose; zvino imi hamungazviparidzi here? Ndakakuzivisa zvinhu zvakavanzwa, zvawakanga usingazivi.
Shona 2009?
Wakazvinzwa; tarira izvi zvose; zvino imwi hamungazviparidzi here? Ndakakuzivisa zvinhu zvakavanzwa, zvawakanga usingazivi.
Shona SUB 2002 Bible
Wakazvinzwa; tarira izvi zvose; zvino imi hamungazviparidzi here? Ndakakuzivisa zvinhu zvakavanzwa, zvawakanga usingazivi.