Isaiah 48:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀasikwa ɀino, ɀakaŋga ɀisi’po kare; hauna‐kumboɀinzwa zuʋa rino risati raȿika; kuti urege kuti: Tarirai, ndaiɀiziʋa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvava kusikwa zvino, uye hakusi kare; hauna kumbozvinzwa zuva ranhasi risati rasvika. Saka haugoni kuti, ‘Hongu, ndaizviziva.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvandava kuita iye zvino, kwete zvakaitika kare kare, kusvika pari nhasi hamusati mambozvinzwa nokuti mungadaro mukati, “Ndaizviziva wani.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvasikwa zvino, zvakanga zvisipo kare; hauna kumbozvinzwa zuva rino risati rasvika; kuti urege kuti, ‘Tarirai, ndaizviziva.’
Shona 2009?
Zvasikwa zvino, zvakanga zvisipo kare; hauna kumbozvinzwa zuva rino risati rasvika; kuti urege kuti, `Tarirai, ndaizviziva.'
Shona SUB 2002 Bible
Zvasikwa zvino, zvakanga zvisipo kare; hauna kumbozvinzwa zuva rino risati rasvika; kuti urege kuti, ‘Tarirai, ndaizviziva.’