Isaiah 48:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀirokwaɀo, hauna‐kunzwa, ɀirokwaɀo, hauna‐kuziʋa; ɀirokwaɀo, nzeʋe dzako dzakaŋga dzisina‐kudziʋurwa kubva paŋguʋa yakare; nokuti ndakaziʋa kuti wakaita nokunyeŋgera, ukanzi muɗariki kubva paciɀaro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hauna kumbonzwa kana kunzwisisa; kubva kare nzeve yako yakanga isina kudziurwa. Ndinoziva kwazvo kuti uri munyengeri akadii; wakanzi mhandu kubva pakuzvarwa kwako.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hamuna kumbozvinzwa kana kumbozviziva, nakare kose hazvina kumbopinda munzeve dzenyu, nokuti ndaiziva kuti imi hamutendeki, uye kuti kubvira pauduku hwenyu mainzi vapanduki.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvirokwazvo, hauna kunzwa, zvirokwazvo, hauna kuziva; zvirokwazvo, nzeve dzako dzakanga dzisina kudziurwa kubva panguva yakare; nokuti ndakaziva kuti wakaita nokunyengera, ukanzi mudariki kubva pachizvaro.
Shona 2009?

Shona SUB 2002 Bible