Isaiah 48:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicanonosa kutsamŋa kwaŋgu nokuɗa kwezita raŋgu, ndicaɀidzora pamsoro pako nokuɗa kwokurumbidzwa kwaŋgu, kuti ndirege kukuparadza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuda kwezita rangu ndinononoka kutsamwa; nokuda kwokurumbidzwa kwangu ndinozvidzora pamusoro pako, kuti ndisakuparadza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pamusana pezita rangu ndiri kumbodzora zvangu hasha dzangu. Pamusana pembiri yangu ndiri kudzidzora zvangu kuti ndirege kukuparadzai.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichanonotsa kutsamwa kwangu nokuda kwezita rangu, ndichazvidzora pamusoro pako nokuda kwokurumbidzwa kwangu, kuti ndirege kukuparadza.
Shona 2009?
Ndichanonotsa kutsamwa kwangu nokuda kwezita rangu, ndichazvidzora pamusoro pako nokuda kokurumbidzwa kwangu, kuti ndirege kukuparadza.
Shona SUB 2002 Bible
Ndichanonotsa kutsamwa kwangu nokuda kwezita rangu, ndichazvidzora pamusoro pako nokuda kwokurumbidzwa kwangu, kuti ndirege kukuparadza.