Isaiah 49:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Haʋaŋgaʋi nenzara kana nyota, haʋaŋgaɓayiwi nokupiswa kunyaŋge nezuʋa, nokuti iye, unoʋanzwira nyasha, ucaʋatuŋgamirira, ucaʋafambisa pamatsime emvura.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Havangavi nenzara kana nyota, havangabayiwi nokupisa kwegwenga, kana nokupisa kwezuva. Iye anovanzwira tsitsi achavatungamirira, uye achavafambisa napazvitubu zvemvura.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
havachazonzwa nzara kana nyota, kunyange mhepo inopisa nezuva hazvizovatumhisa, nokuti iye anovada kwazvo achavatungamirira achivasesedza nokuzvitubu zvemvura.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Havangavi nenzara kana nyota, havangabayiwi nokupiswa kunyange nezuva, nokuti iye, anovanzwira nyasha, achavatungamirira, achavafambisa pamatsime emvura.
Shona 2009?
Havangavi nenzara kana nyota, havangabayiwi nokupiswa kunyange nezuva, nokuti iye, anovanzwira nyasha, achavatungamirira, achavafambisa pamatsime emvura.
Shona SUB 2002 Bible
Havangavi nenzara kana nyota, havangabayiwi nokupiswa kunyangwe nezuva, nokuti iye, anovanzwira nyasha, achavatungamirira, achavafambisa pamatsime emvura.