Isaiah 49:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarirai, ʋamŋe ʋacaʋuya ʋacibva kure; tarirai, ʋamŋe ʋacabva kurutiʋi rwokumsoro nokumaʋirazuʋa, naʋamŋe kunyika yeSinimi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Tarirai vachauya vachibva kure: vamwe vachibva nechokumusoro, vamwe nechokumavirazuva, vamwe nokurutivi rweAsiwani.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tarisai muone vamwe vachabva kure, vamwe vachibva kuchamhembe nokumadokero, vamwewo vachibva kunyika yeAsiwani.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tarirai, vamwe vachauya vachibva kure; tarirai, vamwe vachabva kurutivi rwokumusoro nokumavirazuva, navamwe kunyika yeSinimi.”
Shona 2009?
Tarirai, vamwe vachauya vachibva kure; tarirai, vamwe vachabva kurutivi rwokumusoro nokumavirazuva, navamwe kunyika yeSinimi."
Shona SUB 2002 Bible
Tarirai, vamwe vachauya vachibva kure; tarirai, vamwe vachabva kurutivi rwokumusoro nokumavirazuva, navamwe kunyika yeSinimi.”