Isaiah 49:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi Zioni rakati: Jehova wakandisiya, Ishe wakandikaŋganwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Zioni rakati, “Jehovha akandisiya, Jehovha akandikanganwa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi guta reZioni rakati, “Tenzi akandifuratira Tenzi wangu, akandikanganwa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi Zioni rakati, “Jehovha akandisiya, Ishe akandikanganwa.”
Shona 2009?
Asi Ziyoni rakati Jehovha akandisiya, Ishe akandikangamwa."
Shona SUB 2002 Bible
Asi Zioni rakati, “Jehovha akandisiya, Ishe akandikanganwa.”