Isaiah 49:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋana ʋako ʋanokurumidza; ʋaparadzi ʋako naʋanokuita ɗoŋgo ʋacaɓuɗa mauri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanakomana vako vanokurumidza kudzoka shure, uye vose vaikuparadza vachabva kwauri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Vana venyu vava kupitipidza kudzoka vaikuparadzai vava kubudidzana kuenda.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vana vako vanokurumidza; vaparadzi vako navanokuita dongo vachabuda mauri.
Shona 2009?
Vana vako vanokurumidza; vaparadzi vako navanokuita dongo vachabuda mauri.
Shona SUB 2002 Bible
Vana vako vanokurumidza; vaparadzi vako navanokuita dongo vachabuda mauri.