Isaiah 49:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akati kwandiri: Ndiwe muranda waŋgu; Israeri wandinoɀirumbidza maari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati kwandiri, “Ndiwe muranda wangu, Israeri, wandicharatidza kubwinya kwangumaari.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akanditi, “Iwe ndiwe muranda wangu iwe Isiraeri uchaita kuti ndidhumhe mbiri.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akati kwandiri, “Ndiwe muranda wangu; Isiraeri wandinozvirumbidza maari.”
Shona 2009?
akati kwandiri, "Ndiwe muranda wangu; Isiraeri wandinozvirumbidza maari. "
Shona SUB 2002 Bible
akati kwandiri, “Ndiwe muranda wangu; Isiraeri wandinozvirumbidza maari.”