Isaiah 49:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ndakati: Ndakatambura pasina, ndakapedza simba raŋgu pasina paɀinhu ɀisinamaturo; asi ɀirokwaɀo kururamisirwa kwaŋgu kuri kunaJehova, nomuɓairo waŋgu kunaMŋari waŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi ndakati, “Ndakashandira pasina, ndapedza simba rangu pane zvisina maturo uye pasina. Nyamba zvakandifanira ini zviri muruoko rwaJehovha, uye mubayiro wangu uri kuna Mwari.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi ini ndakati, “Inga ndakashandira pasina ndakapedzera simba pasina, nezvinhu zvisina maturo ose. Asi changu ini chiri muna Tenzi, nomubayiro wangu una Mwari wangu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi ndakati, “Ndakatambura pasina, ndakapedza simba rangu pasina pazvinhu zvisina maturo; asi zvirokwazvo kururamisirwa kwangu kuri kuna Jehovha, nomubayiro wangu kuna Mwari wangu.”
Shona 2009?
Asi ndakati, "Ndakatambura pasina, ndakapedza simba rangu pasina pazvinhu zvisina maturo; asi zvirokwazvo kururamisirwa kwangu kuri kuna Jehovha, nomubayiro wangu kuna Mwari wangu."
Shona SUB 2002 Bible
Asi ndakati, “Ndakatambura pasina, ndakapedza simba rangu pasina pazvinhu zvisina maturo; asi zvirokwazvo kururamisirwa kwangu kuri kuna Jehovha, nomubairo wangu kuna Mwari wangu.”