Isaiah 49:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ɀanzi naJehova, wakandiʋumba kubva paciɀaro, kuti ndiʋe muranda wake, ndidzosere Jakobo ɀe kwaari, ʋuye kuti Israeri ʋaʋuŋganidzwe ɀe kwaari, (nokuti ndinokudzwa pamberi paJehova, Mŋari waŋgu ndiye waʋa simba raŋgu);
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino Jehovha anoti, iye akandiumba ndiri muchizvaro kuti ndive muranda wake, kuti ndidzorere Jakobho kwaari uye kuti Israeri vaunganidzwezve kwaari, nokuti ndinokudzwa pamberi paJehovha, uye Mwari wangu ndiye simba rangu,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka zvino zvanzi naTenzi, iye akandiumba ndichiri mudumbu kuti ndizova muranda wake wokudzosera vokwaJakobho kwaari kuti Isiraeri izoungana kwaari nokuti ini ndiri munhu anoremekedzeka kuna Tenzi, uye Mwari ndiye simba rangu,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino zvanzi naJehovha, akandiumba kubva pachizvaro, kuti ndive muranda wake, ndidzosere Jakobhozve kwaari, uye kuti Isiraeri vaunganidzwezve kwaari, (nokuti ndinokudzwa pamberi paJehovha, Mwari wangu ndiye wava simba rangu);
Shona 2009?

Shona SUB 2002 Bible