Isaiah 49:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kuti uti kunaʋakasuŋgwa: Ƃuɗai; nokunaʋagere murima: Ɀiratidzei. Ʋacadya ɀokudya panzira, namafuro aʋo acaʋa paɀikomo ɀisineɀiɓereko.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kuti uti kunhapwa, ‘Budai,’ nokuna avo vari murima, ‘Uyai muchiedza!’ “Vachadya zvokudya parutivi rwenzira, uye vachawana mafuro pazvikomo zvose zvisina zvibereko.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
uye kuti uti vasungwa vabude muusungwa, vari murima vabude pachena. Vachafura zvavo, munyasi memigwagwa mikuru uye pamitunhu yakatunhumara isina miti ndopavachafurira zvavo
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kuti uti kuna vakasungwa, ‘Budai;’ nokuna vagere murima, ‘Zviratidzei.’ Vachadya zvokudya panzira, namafuro avo achava pazvikomo zvisina zvibereko.
Shona 2009?
kuti uti kuna vakasungwa, `Budai;' nokuna vagere murima, `Zviratidzei.' Vachadya zvokudya panzira, namafuro avo achava pazvikomo zvisina zvibereko.
Shona SUB 2002 Bible
kuti uti kuna vakasungwa, ‘Budai;’ nokuna vagere murima, ‘Zviratidzei.’ Vachadya zvokudya panzira, namafuro avo achava pazvikomo zvisina zvibereko.