Isaiah 5:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ŋgandiimbire muɗiwa waŋgu rwiyo rwomuɗiwa waŋgu pamsoro pomunda wake wemizambiriŋga. Muɗiwa waŋgu waiʋa nomunda wemizambiriŋga pacikomo cakaʋorera;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichaimbira mudiwa wangu rwiyo pamusoro pomunda wake wemizambiringa: Mudiwa wangu akanga ane munda wake wemizambiringa, pachikomo chakaorera.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Regai ndimboimbira zvangu shamwari yangu rwiyo rwokuda kwaaiita munda wake wamagirepisi Shamwari yangu iyi yakanga iino munda wemagirepisi pachikomo chakanyatsoorera kwazvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ngandiimbire mudiwa wangu rwiyo rwomudiwa wangu pamusoro pomunda wake wemidzambiringa. Mudiwa wangu waiva nomunda wemidzambiringa pachikomo chakaorera;
Shona 2009?
Ngandiimbire mudiwa wangu rwiyo rwomudiwa wangu pamusoro pomunda wake wemizambiringa. Mudiwa wangu waiva nomunda wemizambiringa pachikomo chakaorera;
Shona SUB 2002 Bible
Ngandiimbire mudiwa wangu rwiyo rwomudiwa wangu pamusoro pomunda wake wemizambiringa. Mudiwa wangu waiva nomunda wemizambiringa pachikomo chakaorera;