Isaiah 5:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti maekere anegumi emizambiriŋga acaɓereka bati rimŋe cete, nehomeri rembeu ricaɓereka efa imŋe cete.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Maeka gumi omunda wemizambiringa achabereka bhati rimwe chetea rewaini, uye homerib rembeu richabereka efac imwe chete rezviyo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munda wamagirepisi unoita gumi remahekita kukura uchange woita marita masere ewaini. Pamabhagidhi mapfumbamwe embeu dzekoroni pachakohwewa koroni inenge yoda kuzara bhagidhi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti maeka ane gumi emidzambiringa achabereka bati rimwechete, nehomeri rembeu richabereka efa imwechete.”
Shona 2009?
Nokuti maeka ane gumi emizambiringa achabereka bati rimwechete, nehomeri rembeu richabereka efa imwechete."
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti maeka ane gumi emizambiringa achabereka bati rimwechete, nehomeri rembeu richabereka efa imwechete.”