Isaiah 5:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Saka ʋanhu ʋaŋgu ʋakatapxa nokushaiwa ziʋo; ʋakakudzwa pakati paʋo ʋanoziya nenzara, ʋazhinji ʋaʋo ʋanofa nenyota.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo vanhu vangu vachapinda muutapwa, nokuda kwokushayiwa zivo; vanokudzwa vavo vachafa nenzara, uye vazhinji vavo vachafa nenyota.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka vanhu vangu vachatapwa pamusana pokushaya kunzwisisa ikoko, vanhu vavo vanoremekedzwa vacho vachifa nenzara, voruzhinji vachinzwiswa nenyota.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Saka vanhu vangu vakatapwa nokushayiwa zivo; vakakudzwa pakati pavo vanoziya nenzara, vazhinji vavo vanofa nenyota.
Shona 2009?
Saka vanhu vangu vakatapwa nokushayiwa zivo; vakakudzwa pakati pavo vanoziya nenzara, vazhinji vavo vanofa nenyota.
Shona SUB 2002 Bible
Saka vanhu vangu vakatapwa nokushayiwa zivo; vakakudzwa pakati pavo vanoziya nenzara, vazhinji vavo vanofa nenyota.