Isaiah 5:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanhu ʋaɗuku ʋakakotamiswa, naʋakuru ʋakaninipiswa, nameso aʋanoɀikudza akaninipiswa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo munhuwo zvake achadzikiswa, marudzi avanhu achaninipiswa, nameso avanozvikudza achaninipiswa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu vachadukupiswa vanhu vachaninipiswa navanhuwo vane mutarisiro wokuzvidza, vachaderedzwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanhu vaduku vakakotamiswa, navakuru vakaninipiswa, nameso avanozvikudza akaninipiswa.
Shona 2009?
Vanhu vaduku vakakotamiswa, navakuru vakaninipiswa, nameso avanozvikudza akaninipiswa.
Shona SUB 2002 Bible
Vanhu vaduku vakakotamiswa, navakuru vakaninipiswa, nameso avanozvikudza akaninipiswa.