Isaiah 5:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo makwaiana acafura saaneŋge ari pamafuro awo, ʋanodzuŋgaira ʋacadya makura aʋafumi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo makwai achafura saari mumafuro awo; makwayana achadya pakati pamatongo avapfumi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hwayana ndopadzichafura zvadzo sokunge dziri kumafuro zvipfuwo zvakakora nembudzana zvichifura zvazvo mumatongo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo makwayana achafura saanenge ari pamafuro, awo vanodzungaira vachadya makura avapfumi.
Shona 2009?
Ipapo makwayana achafura saanenge ari pamafuro, awo vanodzungaira vachadya makura avafumi.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo makwayana achafura saanenge ari pamafuro, awo vanodzungaira vachadya makura avapfumi.