Isaiah 5:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋanoti wakaipa haanemhoȿa nokuɗa kwefufuro, ʋanotorera wakarurama kururama kwake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
vanopembedza ane mhosva nokuda kwefufuro, asi vanoramba kururamisira vasina mhosva.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munopembedza ane mhosva pamusana pepfumbamuromo, munotadzisa munhu asina mhosva kuwana zvaanofanira kuti ave nazvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vanoti akaipa haane mhosva nokuda kwefufuro, vanotorera wakarurama kururama kwake.
Shona 2009?
vanoti akaipa haane mhosva nokuda kwefufuro, vanotorera wakarurama kururama kwake.
Shona SUB 2002 Bible
vanoti akaipa haane mhosva nokuda kwefufuro, vanotorera wakarurama kururama kwake.