Isaiah 5:26 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ucasimudzira marudzi anobva kure mureza, nokuʋaridzira muridzo iʋo ʋari kumigumo yenyika; tarirai, ʋacakurumidza kuʋuya ʋacicimbidzika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Anosimudzira ndudzi dziri kure mureza, anoridzira muridzo kuna avo vari kumigumo yenyika. Havo vouya, nokukurumidza uye nokuchimbidzika!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Achaninira kurudzi rwevanhu ruri kure kure chaiko, achivaridzira mheterwa vari uko pasi kwenyika chaiko, rudzi rwavanhu irworwo runobva rwakasika kuuya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Achasimudzira marudzi anobva kure mureza, nokuvaridzira muridzo ivo vari kumigumo yenyika; tarirai, vachakurumidza kuuya vachichimbidzika.
Shona 2009?
Achasimudzira marudzi anobva kure mureza, nokuvaridzira muridzo ivo vari kumigumo yenyika; tarirai, vachakurumidza kuuya vachichimbidzika.
Shona SUB 2002 Bible
Achasimudzira marudzi anobva kure mureza, nokuvaridzira muridzo ivo vari kumigumo yenyika; tarirai, vachakurumidza kuuya vachichimbidzika.