Isaiah 5:27 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hapana‐ucaneta kana kugumburwa pakati paʋo; hakunaucakotsira kana kuʋata; banhire reɀiʋuno ɀaʋo hariŋgasunuŋgurwi, rukanda rweshaŋgu dzaʋo haruŋgaɗambuki.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hapana kana mumwe wavo anoneta kana kugumburwa, hapana kana mumwe wavo achakotsira kana kuvata; hapana kana bhanire richasunungurwa pachiuno, hapana kana rukanda rweshangu rwakadambuka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pakati pavo hapana akaneta-neta hapana anogamhina, hapana anotsimwaira kana anokotsira kunyange mundya wakaregedzera kana ane tambo dzeshangu dzakadambuka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hapana achaneta kana kugumburwa pakati pavo; hakuna achakotsira kana kuvata; bhanhire rezviuno zvavo haringasunungurwi, rukanda rweshangu dzavo harungadambuki.
Shona 2009?
Hapana achaneta kana kugumburwa pakati pavo; hakuna achakotsira kana kuvata; bhanhire rezviuno zvavo haringasunungurwi, rukanda rweshangu dzavo harungadambuki.
Shona SUB 2002 Bible
Hapana achaneta kana kugumburwa pakati pavo; hakuna achakotsira kana kuvata; bhandi rezviuno zvavo haringasunungurwi, rukanda rweshangu dzavo harungadambuki.