Isaiah 5:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Miseʋe yaʋo inopinza, ʋuta bgaʋo bgose bgakakuŋgwa; mahwanda amabiza aʋo acaita somusara‐sara, namakumbo eŋgoro dzaʋo secampupuri;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Miseve yavo inopinza, uta hwavo hwose hwakakungwa; mahwanda amabhiza avo anenge omusarasara, mavhiri engoro dzavo akaita sechamupupuri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Miseve yavo yakarodzwa, uta hwavo hwakakungwa, matsiko emabhiza avo akaoma sedombo romusarasara, mavhiri acho chamupupuri chaicho.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Miseve yavo inopinza, uta hwavo hwose hwakakungwa; mazondo amabhiza avo achaita somusara, namavhiri engoro dzavo sechamupupuri;
Shona 2009?
Miseve yavo inopinza, uta hwavo hwose hwakakungwa; mazondo amabhiza avo achaita somusara, namavhiri engoro dzavo sechamupupuri;
Shona SUB 2002 Bible
Miseve yavo inopinza, uta hwavo hwose hwakakungwa; mazondo amabhiza avo achaita somusara, namavhiri engoro dzavo sechamupupuri;